Iri ibhuku rengano yaTsuro naGudo vachishinhirana zvavo. Ngano yacho inonakidza zvikuru yakarahwa neChiKaranga nehwi rinodakadza chose. Mungano iyi mune dzidziso yekuti zvaunoitira vamwe nhasi, ziva kuti mangwana zvinofuma zvoitigwavo kwauri.
Je wachtwoord moet minstens 8 karakters lang zijn, bevat minimaal 1 hoofdletter, 1 kleine letter, 1 numeriek en 1 speciaal karakter.